Zvakanaka
Hatcichadi kurunga mukaka
Zvimwe tichareva tasangana
Zvakadaro zvakanaka
Zvakanaka
Kunamwari tingori varanda
Kutonga kwake hakuna mupanda
Tochingoti zvakanaka
Svakanaka
Chikomo chiye chakoromoka mambo
Haya haya
Chikomo chiye chakoromoka mambo
Haya haya
Varume mwura yadeuka yairere nherera iyi
Vasikana mwura yadeuka yairera nherera
Raiva denhe reruzivo mamba
Mwedzi muchena chena chena we- e !
Yanga nzou hono yaikuma
Saka mhuru dzinosara naniko
Samanyanga gorerino inga matibaya
Yanga iri nzou hono yaikuma
Saka mhuru dzinosara naniko
Samanyanga gorerino inga matigona
Varume gomba guva ramuchara
Mweya uchadarika nemugore jena
Mhuka huru we tichasimudzira ndima
Kana masvika motisimbisira dhewa
Varume gomba guva ramuchara
Mweya uchadarika nemugore jena
Mhuka huru we tichasimudzira ndima
Kana masvika motisimbisira dhewa
Mai maria musande gamuchirai
Hona samanyanga chengetai
Kana vasvika mucahmutswa nengoma
Zvanaka zvanaka
Haiwa mai maria musande gamuchirai
Hona samanyanga chengetai
Kana vasvika mucahmutswa nengoma
Zvanaka zvanaka
Inga makasakura nzira mukazarura haiwa iwa
Nzou tirangarire muriko kunyika inoyera Haiwa iwa
Tine moyo inorema yakaramba kudzoreka Yaramba baba
Tine moyo inorema yakaramba kudzoreka Yaramba
Hoyi hoyi hoere haiye here haiwa iwa
Handier handier
Vasikana musare munyengetere
Hoyi hoyi hoere haiye here haiwa iwa
Handier handier
Kabatana ndikotinoda
Hoyi hoyi hoere haiye here haiwa iwa
Handier handier
Vasikana musare munyengetere
Hoyi hoyi hoere haiye here haiwa iwa
Handier handier
Kabatana ndikotinoda
Varume gomba guva ramuchachera
Mweya uchadarika nemugore jena
Mhuka huru we tichasimudzira ndima
Kana masvika motisimbisira dhewa
Varume gomba guva ramuchachera
Mweya uchadarika nemugore jena
Mhuka huru we tichasimudzira ndima
Kana masvika motisimbisira dhewa
Mai maria musande gamuchirai
Hona samanyanga chengetai
Kana vasvika mucahmutswa nengoma
Zvanaka zvanaka
Haiwa mai maria musande gamuchirai
Hona samanyanga chengetai
Kana vasvika mucahmutswa nengoma
Zvanaka zvanaka
Nziradzamakafamba ndidzoka dzatinoronda
Dzakanakisawo nzou zvamaironga
Ha rufu vakomana runoponda henherera
Dzofa nenyota
Mai maria musande gamuchirai
Hona samanyanga chengetai
Kana vasvika mucahmutswa nengoma
Zvanaka zvanaka
Haiwa mai maria musande gamuchirai
Hona samanyanga chengetai
Kana vasvika mucahmutswa nengoma
Zvanaka zvanaka
Mai maria musande gamuchirai
Hona samanyanga chengetai
Kana vasvika mucahmutswa nengoma
Zvanaka zvanaka
The post Jah Prayzah – Gamuchirai Lyrics appeared first on Obake Band.
No comments:
Post a Comment